1
Mapisarema 65:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaropafadzwa munhu wamunosanaŋgura, wamunosweɗedza kwamuri, Kuti agare paʋazhe dzenyu; Isu ticagutiswa noʋunaki bgeimba yenyu, Iyo nɀimbo tȿene yetembere yenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 65:11
Munoshoŋgedza mŋaka nekorona yoʋunaki bgenyu; Makwara enyu anoɗonha mafuta.
3
Mapisarema 65:5
Mukururama kwenyu munotipindura neɀinhu ɀinotyisa, Imi Mŋari muponesi weɗu; Imi ciʋimbo camatiʋi ose apasi, Naʋari kure paguŋgwa
4
Mapisarema 65:3
Mashoko akaipa ondikunda; Kana kuri kuɗarika kweɗu mucakudzima imi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo