II Makoronike 30:9
II Makoronike 30:9 SUB1949
Nokuti kana imi mukadzokera kunaJehova, hama dzenyu naʋana ʋenyu ʋacanzwirwa tsitsi naʋatapi ʋaʋo, ʋagodzokera ɀe kunyika ino; nokuti Jehova Mŋari wenyu uneŋgoni nenyasha; haaŋgafuratidzi ciso cake kwamuri, kana mukadzokera kwaari.

