II Samueri 22:31
II Samueri 22:31 SUB1949
Kana ari Mŋari, nzira yake yakarurama kwaɀo; Shoko raJehova rakaidzwa; Ndiye nhoʋo yaʋose ʋanotenda kwaari.