II Samueri 5:19
II Samueri 5:19 SUB1949
Davidi akabvunza Jehova, akati: Ndokwira kundorwa naʋaFiristia here? Mucaʋaisa mumaʋoko aŋgu here? Jehova akati kunaDavidi: Kwira, nokuti ɀirokwaɀo ndicaisa ʋaFiristia mumaʋoko ako.