Isaya 62:5
Isaya 62:5 SUB1949
Nokuti jaya seɀarinowana mhandara, saiɀoɀo ʋanakomana ʋako ʋacakuwana; ʋuye cikomba seɀacinofarira mŋeŋga, saiɀoɀo Mŋari wako ucakufarira.