Revitiko 26:6
Revitiko 26:6 SUB1949
Ndicakupai rugare panyika, kuti muʋate pasi musiŋgavunduswi nomunhu; ɀikara ndicaɀipedza panyika, nomunondo hauŋgapfuʋuri nomunyika yenyu