1 Madzimambo 10:1
1 Madzimambo 10:1 SNA2002
Zvino mambokadzi weShebha, wakati anzwa mbiri yaSoromoni pamusoro pezita raJehovha, akauya kuzomuidza nemibvunzo mikukutu.