1 Madzimambo 14:8
1 Madzimambo 14:8 SNA2002
ndikabvarura ushe, ndikahubvisa paimba yaDhavhidhi, ndikahupa iwe; asi iwe hauna kuva saDhavhidhi muranda wangu, waichengeta mirairo yangu, akanditevera nomwoyo wake wose, achiita zvakanaka zvoga pameso angu

