1 Madzimambo 3:12
1 Madzimambo 3:12 SNA2002
tarira, ndaita sezvawataura; tarira ndakupa mwoyo wakangwara, unonzwisisa; naizvozvo hakuna kumbova nomumwe wakafanana newe, kana shure kwako hakungazovi nomunhu ungafanana newe.