Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 18:20

Ezekieri 18:20 SNA2002

Munhu anotadza, ndiye achafa; mwanakomana haangavi nemhosva yezvakaipa zvababa vake, nababa havangavi nemhosva yezvakaipa zvomwanakomana wavo; kururama kwowakarurama kuchava pamusoro pake, nokuipa kwowakaipa kuchava pamusoro pake.

Verenga chikamu Ezekieri 18