Ezekieri 43:4-5
Ezekieri 43:4-5 SNA2002
Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva. Mweya ukandisimudza, ukandiisa muruvanze rwomukati; zvino tarira, kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba.