VaHebheru 11:34
VaHebheru 11:34 SNA2002
Vakadzima simba romoto, vakatiza minondo inopinza, vakasimbiswa muutera, vakava nesimba pakurwa, vakadzinga hondo dzamamwe marudzi.