Jeremiya 7:24
Jeremiya 7:24 SNA2002
Asi havana kuterera, kana kurerekera nzeve dzavo, asi vakafamba nokurangarira kwavo nohukukutu hwemwoyo yavo, vakadzokera shure; havana kupfuura mberi.