Kutsinhira Mutemo 22:5
Kutsinhira Mutemo 22:5 SCLBD
“Munhukadzi ngaarege kupfeka hanzu dzinopfekwa nomunhurume. Munhurume ngaarege kupfeka hanzu dzinopfekwa navakadzi. Ani naani anoita izvozvo anosemesa Tenzi Mwari wenyu.