Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 9:13-14

Jeremiya 9:13-14 SCLB

Zvino Tenzi anoti, “Chikonzero chacho ndechokuti vanhu ava vakafuratira mutemo wangu wandakavapa uye vakarega kuteerera izwi rangu kana kuritevedza zvako. Asi vakaita musikanzwa vachitevera zvomusoro wavo. Vakatevedza vanaBhaari sokudzidziswa kwavakaitwa namadzibaba avo.

Verenga chikamu Jeremiya 9