Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Makoronike 1:7 - Enzanisa Shanduro Dzose

2 Makoronike 1:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akati kwaari, “Kumbira chose chaungada kuti ndikupe.”

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 1 BDSC

2 Makoronike 1:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino nousiku uhwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni, akati kwaari, “Kumbira chaunoda kuti ndikupe.”

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 1 SNA2002

2 Makoronike 1:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino noʋusiku ubgo Mŋari akaɀiratidza kunaSoromoni, akati kwaari: Kumbira caunoɗa kuti ndikupe.

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 1 SUB1949

2 Makoronike 1:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akati kwaari, “Kumbira chaungade kuti ndikupe.”

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 1 SCLB

2 Makoronike 1:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akati kwaari, “Kumbira chaungade kuti ndikupe.”

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 1 SCLBD