Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Makoronike 7:13 - Enzanisa Shanduro Dzose

2 Makoronike 7:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Kana ndikapfiga matenga kukasava nemvura inonaya, kana kuti ndikarayira mhashu kuti dziparadze nyika kana kuti ndikatuma denda pakati pavanhu vangu

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 BDSC

2 Makoronike 7:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Kana ndichinge ndadzivira kudenga, kuti mvura irege kunaya, kana zvimwe ndichinge ndaraira mhashu, kuti dzipedze nyika, kana zvimwe ndichinge ndatuma denda pakati pavanhu vangu

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 SNA2002

2 Makoronike 7:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kana ndiciŋge ndadziʋira kuɗeŋga, kuti mvura irege kunaya, kana ɀimŋe ndiciŋge ndaraira mhashu, kuti dzipedze nyika, kana ɀimŋe ndiciŋge ndatuma ɗenda pakati paʋanhu ʋaŋgu

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 SUB1949

2 Makoronike 7:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ndikange ndapfiga matenga kuti arege kunayisa mvura kana kuti ndikatuma mhashu kuti dzirozve nyika ino kunyange kutuma denda mukati mavanhu vangu

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 SCLB

2 Makoronike 7:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ndikange ndapfiga matenga kuti arege kunayisa mvura kana kuti ndikatuma mhashu kuti dzirozve nyika ino kunyange kutuma denda mukati mavanhu vangu

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 SCLBD