2 Makoronike 7:16 - Enzanisa Shanduro Dzose
2 Makoronike 7:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndasarudza ndikatsaura temberi ino kuti Zita rangu rivepo nokusingaperi. Meso angu nomwoyo wangu zvicharamba zviripo.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 BDSC2 Makoronike 7:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti zvino ndatsaura imba ino nokuiita tsvene, zita rangu rivepo nokusingaperi; meso angu nomwoyo wangu zvichavapo nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 SNA20022 Makoronike 7:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti ɀino ndatsaura imba ino nokuiita tȿene, zita raŋgu riʋe’po nokusiŋgaperi; meso aŋgu nomŋoyo waŋgu ɀicaʋa’po nokusiŋgaperi.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 SUB19492 Makoronike 7:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndasarudza imba ino ndikaiita kuti iere, kuitira kuti zita rangu rive pairi nokusingapere. Ziso rangu nomwoyo wangu zvichange zviri pairi narini wose.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 SCLB2 Makoronike 7:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvino ndasarudza imba ino ndikaiita kuti iere, kuitira kuti zita rangu rive pairi nokusingapere. Ziso rangu nomwoyo wangu zvichange zviri pairi narini wose.
Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 7 SCLBD