Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaTesaronika 3:8 - Enzanisa Shanduro Dzose

2 VaTesaronika 3:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

uye hatina kudya chokudya chomunhu tisingaripi. Asi, takashanda usiku namasikati, tichishanda zvikuru uye tichitambudzika kuitira kuti tirege kuva mutoro kwamuri.

Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 3 BDSC

2 VaTesaronika 3:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

hatina kutongodya zvokudya zvomunhu tisingaripi, asi takabata basa usiku namasikati, tichitambudzika nokushingaira, kuti tirege kuremedza mumwe wenyu

Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 3 SNA2002

2 VaTesaronika 3:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

hatina‐kutoŋgodya ɀokudya ɀomunhu tisiŋgaripi, asi takaɓate‐ɓasa ʋusiku namasikati, ticitambudzika nokushiŋgaira, kuti tirege kuremedza mumŋe wenyu

Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 3 SUB1949

2 VaTesaronika 3:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Hatina kudya chokudya chomunhu mahara, asi taishanda zvakaoma tichifondoka siku nesikati kuti tirege kuwana watinoremedza.

Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 3 SCLB

2 VaTesaronika 3:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Hatina kudya chokudya chomunhu mahara, asi taishanda zvakaoma tichifondoka siku nesikati kuti tirege kuwana watinoremedza.

Pakurirana nevamwe
2 VaTesaronika 3 SCLBD