Mabasa 4:6 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 4:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anasi muprista mukuru aivapo, uye Kayafasi Johani, Arekizanda navamwe varume vemhuri yomuprista mukuru vaivapowo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSCMabasa 4:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
naAnasi, mupristi mukuru, naKaifasi, naJohani, naArekizanda, nehama dzose dzomupristi mukuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002Mabasa 4:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
naAnasi, muprista mukuru, naKayafasi, naJohane, naAreksandro, nehama dzose dzomuprista mukuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949Mabasa 4:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naAnasi, mupristi mukuru naKaifasi naJohani naArekizanda navose vokumba yomupristi mukuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBMabasa 4:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
naAnasi, mupristi mukuru naKaifasi naJohani naArekizanda navose vokumba yomupristi mukuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD