Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 14:5 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 14:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndichaita izvi kuti ndibatezve mwoyo yavanhu veIsraeri, ivo vakandisiya vose kuti vatevere zvifananidzo zvavo.’

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 BDSC

Ezekieri 14:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kuti ndibate imba yaIsiraeri mumwoyo yavo, nokuti vava vatorwa kwandiri nemhaka yezvifananidzo zvavo.’

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SNA2002

Ezekieri 14:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kuti ndiɓate imba yaIsraeri mumŋoyo yaʋo, nokuti ʋaʋa ʋatorwa kwandiri nemhaka yeɀifananidzo ɀaʋo.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SUB1949

Ezekieri 14:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Chandichadariro ndechokuti ndibate mwoyo yevemba yaIsiraeri vose vakasiyana neni pamusana pezvifananidzo zvavo zvokunamata.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SCLB

Ezekieri 14:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Chandichadariro ndechokuti ndibate mwoyo yevemba yaIsiraeri vose vakasiyana neni pamusana pezvifananidzo zvavo zvokunamata.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SCLBD