Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 14:6 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 14:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Naizvozvo uti kuimba yeIsraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Tendeukai! Dzokai mufuratire zvifananidzo zvenyu musiye mabasa enyu ose anonyangadza!

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 BDSC

Ezekieri 14:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Naizvozvo iti kuimba yaIsiraeri, ‘Zvanzi naIshe Jehovha, dzokai, mufuratire zvifananidzo zvenyu, mufuratidze zvinonyangadza zvenyu zvose zviso zvenyu.’

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SNA2002

Ezekieri 14:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naiɀoɀo iti kuimba yaIsraeri: Ɀanzi naShe Jehova: Dzokai, mufuratire ɀifananidzo ɀenyu, mufuratidze ɀinonyaŋgadza ɀenyu ɀose ɀiso ɀenyu.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SUB1949

Ezekieri 14:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Naizvozvo chiti kumba yaIsiraeri, zvanzi naTenzi Mwari pindukai mufuratire zvifananidzo zvenyu zvokunamata mufuratire zvinhu zvenyu zvose zvinosemesa izvi.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SCLB

Ezekieri 14:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Naizvozvo chiti kumba yaIsiraeri, zvanzi naTenzi Mwari pindukai mufuratire zvifananidzo zvenyu zvokunamata mufuratire zvinhu zvenyu zvose zvinosemesa izvi.

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 14 SCLBD