Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 18:31 - Enzanisa Shanduro Dzose

Ezekieri 18:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Rasai kudarika kwenyu kwamakaita, mufuke mwoyo mutsva nomweya mutsva. Ko, muchafirei, imi imba yaIsraeri?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 BDSC

Ezekieri 18:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Rashai kure nemi kudarika kwenyu kwose, kwamakadarika nako, muzviitire mwoyo mitsva nemweya mitsva; nokuti muchafireiko, imi mhuri yavaIsiraeri?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SNA2002

Ezekieri 18:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Rashai kure nemi kuɗarika kwenyu kwose, kwamakaɗarika nako, muɀiitire mŋoyo mitȿa nemŋeya mitȿa; nokuti mucafireiko, imi imba yaIsraeri?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SUB1949

Ezekieri 18:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kandai pasi zvikanganiso zvenyu zvose zvamakapara kwandiri muwane mwoyo mutsva nomweya mutsva. Madireiko kufa, nhaimi vemba yaIsiraeri?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLB

Ezekieri 18:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kandai pasi zvikanganiso zvenyu zvose zvamakapara kwandiri muwane mwoyo mutsva nomweya mutsva. Madireiko kufa, nhaimi vemba yaIsiraeri?

Pakurirana nevamwe
Ezekieri 18 SCLBD