Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 29:12 - Enzanisa Shanduro Dzose

Isaya 29:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kana kuti mukapa rugwaro kuno mumwe asingagoni kuverenga, mukati kwaari, “Ndapota, verenga izvi,” achapindura achiti, “Handigoni kuverenga.”

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 BDSC

Isaya 29:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

zvino rugwaro runopiwa usina kudzidza, zvichinzi, “Dorava hako izvozvi;” iye ndokuti, “Handina kudzidza.”

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 SNA2002

Isaya 29:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ɀino rugwaro runopiwa usina‐kudzidza, ɀicinzi: Ƌoraʋa hako iɀoɀi; iye ndokuti: Handina‐kudzidza.

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 SUB1949

Isaya 29:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Uyewo kana voripa kuno munhu asingagoni kuverenga vachiti, “Verenga bhuku iri,” iye anoti, “Handikwanisi kuverenga.”

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 SCLB

Isaya 29:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Uyewo kana voripa kuno munhu asingagoni kuverenga vachiti, “Verenga bhuku iri,” iye anoti, “Handikwanisi kuverenga.”

Pakurirana nevamwe
Isaya 29 SCLBD