Johani 20:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Johani 20:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokutaura izvi, akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakafara zvikuru pavakaona Ishe.
Pakurirana nevamwe
Johani 20 BDSCJohani 20:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati areva izvozvo, akavaratidza zvanza zvake norutivi rwake. Vadzidzi vakafara vachiona Ishe.
Pakurirana nevamwe
Johani 20 SNA2002Johani 20:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akaʋaratidza ɀanza ɀake norutiʋi rwake. Ʋadzidzi ʋakafara ʋaciʋona Ishe.
Pakurirana nevamwe
Johani 20 SUB1949Johani 20:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakataura izvi akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakabva vafara pavakaona Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Johani 20 SCLBJohani 20:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Paakataura izvi akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakabva vafara pavakaona Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Johani 20 SCLBD