Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Revhitiko 23:32 - Enzanisa Shanduro Dzose

Revhitiko 23:32 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Iri iSabata renyu rokuzorora, uye munofanira kuzvinyima. Kubva manheru ezuva repfumbamwe romwedzi kusvikira manheru anotevera munofanira kucherechedza Sabata.”

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 BDSC

Revhitiko 23:32 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Rinofanira kuva kwamuri Sabata rokuzorora kwazvo, munofanira kuchema pamweya yenyu; munofanira kuchengeta Sabata renyu, nezuva repfumbamwe romwedzi madekwana, kubva pamadekwana kusvikira pamadekwanazve.”

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 SNA2002

Revhitiko 23:32 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Rinofanira kuʋa kwamuri saɓata rokuzorora kwaɀo, munofanira kucema pamŋeya yenyu; munofanira kuceŋgeta saɓata renyu, nezuʋa repfumbamŋe romŋedzi maɗekwana, kubva pamaɗekwana kuȿikira pamaɗekwana ɀe.

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 SUB1949

Revhitiko 23:32 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kwamuri, zuva iri, iSabata guru rokuzorora. Munofanira kuzvinyima kubvira manheru ezuva rechipfumbamwe romwedzi iwoyo. Chengetai Sabata kubvira manheru iwayo kusvikira mangwana manheru.”

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 SCLB

Revhitiko 23:32 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kwamuri, zuva iri, iSabata guru rokuzorora. Munofanira kuzvinyima kubvira manheru ezuva rechipfumbamwe romwedzi iwoyo. Chengetai Sabata kubvira manheru iwayo kusvikira mangwana manheru.”

Pakurirana nevamwe
Revhitiko 23 SCLBD