Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 23:5 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 23:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Vanoita zvinhu zvose kuti vaonekwe navanhu. Vanotambanudza mafirakiteri avo uye vanorebesa pfunha dzenguo dzavo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 BDSC

Mateo 23:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi mabasa avo ose vanoaita kuti vaonekwe navanhu; nokuti vanofarisa mafirakitera avo, vanokurisa mipeto yenguo dzavo

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SNA2002

Mateo 23:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi maɓasa aʋo ose ʋanoaita kuti ʋaʋonekwe naʋanhu; nokuti ʋanofarisa mafirakitera aʋo, ʋanokurisa mipeto yeŋguʋo dzaʋo

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SUB1949

Mateo 23:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvavanoita zvose, vanozviita kuti vaonekwe navanhu nokuti vanopamhamisa tubhokisi twavo twemitemo nokurebesa mhaswa dzapahanzu dzavo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SCLB

Mateo 23:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvavanoita zvose, vanozviita kuti vaonekwe navanhu nokuti vanopamhamisa tubhokisi twavo twemitemo nokurebesa mhaswa dzapahanzu dzavo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 23 SCLBD