Mateo 9:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 9:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vazhinji pavakazviona, vakazadzwa nokutya uye vakarumbidza Mwari uyo akanga apa simba rakadai kuvanhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 BDSCMateo 9:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vazhinji vakati vachizviona, vakatya, vakarumbidza Mwari, akapa vanhu simba rakadai.
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SNA2002Mateo 9:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakatya, ʋakarumbidza Mŋari, wakapa ʋanhu simba rakaɗai.
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SUB1949Mateo 9:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SCLBMateo 9:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Gungano riya parakazviona rakatya rikarumbidza Mwari akanga apa simba rakadaro kuvanhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 9 SCLBD