Numeri 27:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Numeri 27:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kuvaIsraeri, ‘Kana murume akafa akasasiya mwanakomana, munofanira kudzorera nhaka yake kumwanasikana wake.
Pakurirana nevamwe
Numeri 27 BDSCNumeri 27:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino unofanira kutaura navana vaIsiraeri, uchiti, ‘Kana munhu akafa asina mwanakomana, munofanira kugarisa mwanasikana wake nhaka yake.
Pakurirana nevamwe
Numeri 27 SNA2002Numeri 27:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino unofanira kutaura naʋana ʋaIsraeri, uciti: Kana munhu akafa asinomŋanakomana, munofanira kugarisa mŋanasikana wake nhaka yake.
Pakurirana nevamwe
Numeri 27 SUB1949Numeri 27:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Taurira vaIsiraeri kuti kana murume akafa asina kusiya mwana mukomana, nhaka yake ngaipiwe vanasikana vake.
Pakurirana nevamwe
Numeri 27 SCLBNumeri 27:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Taurira vaIsiraeri kuti kana murume akafa asina kusiya mwana mukomana, nhaka yake ngaipiwe vanasikana vake.
Pakurirana nevamwe
Numeri 27 SCLBD