Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 25:18 - Enzanisa Shanduro Dzose

Zvirevo 25:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Setsvimbo kana munondo kana museve unopinza, ndizvo zvakaita munhu anopa uchapupu hwenhema achipikisa muvakidzani wake.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 25 BDSC

Zvirevo 25:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Munhu anopupurira wokwake nhema, Akafanana netsvimbo, nomunondo, nomuseve unopinza.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 25 SNA2002

Zvirevo 25:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Munhu unopupurira wokwake nhema, Wakafanana netȿimbo, nomunondo, nomuseʋe unopinza.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 25 SUB1949

Zvirevo 25:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Munhu anopupurira mumwe wake nhema wakafanana netsvimbo yehondo kana bakatwa kana museve wakapinza.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 25 SCLB

Zvirevo 25:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Munhu anopupurira mumwe wake nhema wakafanana netsvimbo yehondo kana bakatwa kana museve wakapinza.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 25 SCLBD