Mapisarema 103:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 103:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
anodzikinura upenyu hwako kubva pagomba, uye anokushongedza korona yorudo netsitsi
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 103 BDSCMapisarema 103:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anodzikinura hupenyu hwako pakuparadzwa; Anokuisa korona younyoro nengoni
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 103 SNA2002Mapisarema 103:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Unodzikinura ʋupenyu bgako pakuparadzwa; Unokuisa korona yoʋunyoro neŋgoni
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 103 SUB1949Mapisarema 103:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anokununura kuti urege kuenda kuguva. Pamusoro pazvose anokuitira mwoyochena netsitsi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 103 SCLBMapisarema 103:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
anokununura kuti urege kuenda kuguva. Pamusoro pazvose anokuitira mwoyochena netsitsi.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 103 SCLBD