Mapisarema 69:29 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mapisarema 69:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri pakurwadziwa nenhamo; ruponeso rwenyu imi Mwari, ngarundidzivirire.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 BDSCMapisarema 69:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ini ndiri murombo, ndinorwadziwa; Kuponesa kwenyu, Mwari, ngakundiise pakakwirira.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 SNA2002Mapisarema 69:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ini ndiri murombo, ndinorwadziwa; Kuponesa kwenyu, Mŋari, ŋgakundiise pakakwirira.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 SUB1949Mapisarema 69:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndiri kutambura; ndiri kurwadziwa. Ndisimudzeiwo Mwari nokuponesa kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 SCLBMapisarema 69:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi ini ndiri kutambura; ndiri kurwadziwa. Ndisimudzeiwo Mwari nokuponesa kwenyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 69 SCLBD