Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zekaria 4:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

Zekaria 4:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndakabvunza mutumwa aitaura ndichiti, “Izvi zviiko, ishe wangu?”

Pakurirana nevamwe
Zekaria 4 BDSC

Zekaria 4:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ndikapindura ndikataura nomutumwa akanga achitaurirana neni, ndichiti, “Izvi zvinyiko, ishe wangu?”

Pakurirana nevamwe
Zekaria 4 SNA2002

Zekaria 4:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ndikapindura ndikataura nomutumŋa wakaŋga acitaurirana neni, ndiciti: Iɀi ɀinyiko, ishe waŋgu?

Pakurirana nevamwe
Zekaria 4 SUB1949

Zekaria 4:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Ini ndakabvunza mutumwa aitaura nemi ndikati, “Ko zviiko izvozvi nhai changamire wangu?”

Pakurirana nevamwe
Zekaria 4 SCLB

Zekaria 4:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Ini ndakabvunza mutumwa aitaura nemi ndikati, “Ko zviiko izvozvi nhai changamire wangu?”

Pakurirana nevamwe
Zekaria 4 SCLBD