1
Genesi 25:23
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Jehovha akati kwaari, “Mune ndudzi mbiri muchizvaro chako, ndudzi mbiri dzichaparadzana, dzichibva mudumbu rako; rumwe rudzi ruchakunda rumwe rudzi nesimba; mukuru achashumira muduku.”
ஒப்பீடு
Genesi 25:23 ஆராயுங்கள்
2
Genesi 25:30
Esau akati kuna Jakobho, “Dondipawo izvo zvakatsvuka ndidye, nokuti ndaziya;” saka wakatumidzwa zita rinonzi Edhomu.
Genesi 25:30 ஆராயுங்கள்
3
Genesi 25:21
Zvino Isaka wakanyengeterera mukadzi wake kuna Jehovha, nokuti wakanga asingabereki; Jehovha akanzwa kunyengetera kwake, Rabheka, mukadzi wake, akave nemimba.
Genesi 25:21 ஆராயுங்கள்
4
Genesi 25:32-33
Esau akati, “Tarira, ndofa hangu, udangwe uchandibatsireiko?” Jakobho akati, “Chimbondipikira;” akamupikira, akatengesera Jakobho udangwe hwake.
Genesi 25:32-33 ஆராயுங்கள்
5
Genesi 25:26
Pashure mun'una wake akabuda, ruoko rwake rwakabata chitsitsinho chaEsau, vakatumidza zita rake Jakobho. Isaka akanga ana makore makumi matanhatu pakuberekwa kwavo.
Genesi 25:26 ஆராயுங்கள்
6
Genesi 25:28
Isaka akada Esau, nokuti waida nyama yemhuka, asi Rabheka wakanga achida Jakobho.
Genesi 25:28 ஆராயுங்கள்
முகப்பு
வேதாகமம்
வாசிப்புத் திட்டங்கள்
காணொளிகள்