1
Ruka 19:10
Shona BIBLE
“Nokuti Mwanakomana womunhu akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika.”
ஒப்பீடு
Ruka 19:10 ஆராயுங்கள்
2
Ruka 19:38
vachiti, “Mambo ngaakudzwe, iye anouya muzita raIshe! Rugare ngaruve kudenga, nokubwinya kumusoro–soro!”
Ruka 19:38 ஆராயுங்கள்
3
Ruka 19:9
Jesu akati kwaari, “Nhasi ruponeso rwasvika paimba ino; nokuti naiyewo mwanakomana waAbhurahamu.
Ruka 19:9 ஆராயுங்கள்
4
Ruka 19:5-6
Zvino Jesu akati achisvikapo, akatarira kumusoro, akati kwaari, “Zakeo, kurumidza uburuke; nokuti nhasi ndinofanira kugara mumba mako.” Iye akakurumidza kuburuka, akamugamuchira nomufaro.
Ruka 19:5-6 ஆராயுங்கள்
5
Ruka 19:8
Ipapo Zakeo akamira, akati kuna Ishe, “Tarirai, Ishe, ndichapa varombo hafu yepfuma yangu, uye kana ndakatorera mumwe chinhu chake nokunyengera, ndichamudzosera zvava zvina.”
Ruka 19:8 ஆராயுங்கள்
6
Ruka 19:39-40
Vamwe VaFarisi pakati pavazhinji vakati kwaari, “Mudzidzisi, rairai vadzidzi venyu!” Akapindura, akati, “Ndinokuudzai, kana ava vakanyarara, mabwe angadanidzira.”
Ruka 19:39-40 ஆராயுங்கள்
முகப்பு
வேதாகமம்
வாசிப்புத் திட்டங்கள்
காணொளிகள்