1
Ruka 17:19
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akati kwaari: Simuka, uende; kutenda kwako kwakuponesa.
సరిపోల్చండి
Ruka 17:19 ని అన్వేషించండి
2
Ruka 17:4
Kunyaŋge akutadzira kanomŋe nezuʋa rimŋe, akadzokera kwauri kanomŋe, aciti: Ndatendeʋuka; umukaŋganwire.
Ruka 17:4 ని అన్వేషించండి
3
Ruka 17:15-16
Ɀino mumŋe waʋo, wakati aciʋona kuti ndaporeswa, akadzoka, acikudza Mŋari nenzwi guru; akawira pasi neciso patsoka dzake, akamuʋoŋga. Ɀino iye wakaŋga ari muSamaria.
Ruka 17:15-16 ని అన్వేషించండి
4
Ruka 17:3
Cenjerai; kana hama yako ikatadza, umuraire; kana akatendeʋuka, umukaŋganwire.
Ruka 17:3 ని అన్వేషించండి
5
Ruka 17:17
Ipapo Jesu akapindura, akati: Haʋana‐kuporeswa ʋanegumi here? Ʋapfumbamŋe ʋaripiko?
Ruka 17:17 ని అన్వేషించండి
6
Ruka 17:6
Ishe akati: Kana maiʋa nokutenda kwakaita setsaŋga yemastarda, maiti kumuʋonde uyu: Dzurwa, usimŋe muguŋgwa! ucakutererai.
Ruka 17:6 ని అన్వేషించండి
7
Ruka 17:33
Aninani unotȿaka kuŋgwarira ʋupenyu bgake, ucarashikirwa nabgo, ʋuye aninani unorashikirwa nabgo, ucabguraramisa.
Ruka 17:33 ని అన్వేషించండి
8
Ruka 17:1-2
Ɀino wakati kuʋadzidzi ʋake: Haɀiŋgaitiki kuti ɀigumbuso ɀisaʋuya. Asi unenhamo iye waɀinoʋuya naye. Ɀaiʋa nani kwaari, kuti guyo risuŋgirirwe pamutsipa wake, awisirwe muguŋgwa, pakuti agumbuse mumŋe waʋaɗuku aʋa.
Ruka 17:1-2 ని అన్వేషించండి
9
Ruka 17:26-27
seɀaɀakaŋga ɀakaita namazuʋa aNoa, ndiɀo ɀaɀicaita ʋo namazuʋa oMŋanakomana womunhu; ʋaidya, nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kuȿikira zuʋa rakapinda Noa muareka, mvura zhinji ikaȿika, ikaparadza ʋose.
Ruka 17:26-27 ని అన్వేషించండి
హోమ్
బైబిల్
ప్రణాళికలు
వీడియోలు