1
Johane 2:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ici ciratidzo cake cokutaŋga Jesu wakaita paKana yeGarirea, akaratidza kubginya kwake; ʋadzidzi ʋake ʋakatenda kwaari.
Paghambingin
I-explore Johane 2:11
2
Johane 2:4
Jesu akati kwaʋari: Ndineiko nemi, mai? Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika.
I-explore Johane 2:4
3
Johane 2:7-8
Jesu akati kwaʋari: Zadzai makate nemvura. Iʋo ʋakaazadza kuȿikira pamiromo. Akati kwaʋari: Cerai ɀino muise kumukuru womutambo. Ʋakandoisa.
I-explore Johane 2:7-8
4
Johane 2:19
Jesu akapindura, akati kwaʋari: Putsai tembere iyi, ini ndicaimutsa ɀe namazuʋa matatu.
I-explore Johane 2:19
5
Johane 2:15-16
Akaruka tyaʋa yorwonzi, akaɓuɗisa mutembere makwai neŋombe ɀose; akaparadza mari yaʋaitsinhanha, nokuwisa matafura aʋo. Akati kunaʋaiteŋgesa njiʋa: Bvisai ɀinhu iɀoɀo muno; musaita imba yaƂaɓa ʋaŋgu imba yokuteŋgesera.
I-explore Johane 2:15-16
Home
Biblia
Mga Gabay
Mga Palabas