1
Ruka 22:42
Shona Bible 1949, revised 2002
achiti, “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuda kwangu kurege kuitwa, asi kwenyu.”
Karşılaştır
Ruka 22:42 keşfedin
2
Ruka 22:32
asi ini ndakakukumbirira iwe, kuti kutenda kwako kurege kupera; iwe kana watendeuka, usimbise hama dzako.”
Ruka 22:32 keşfedin
3
Ruka 22:19
Akatora chingwa, akavonga, akamedura, akavapa, achiti, “Ichi muviri wangu, unopirwemi; itai izvi, mugondirangarira.”
Ruka 22:19 keşfedin
4
Ruka 22:20
Nokudarowo, vapedza kurayira, akatora mukombe, akati, “Mukombe uyu isungano itsva muropa rangu, rinoteurirwemi.
Ruka 22:20 keşfedin
5
Ruka 22:44
Zvino, ari pakutambudzika kukuru, akanyanya kunyengetera; ziya rake rikaita samadonhwe eropa, akadonhera pasi.
Ruka 22:44 keşfedin
6
Ruka 22:26
Zvino imi musadaro, asi mukuru kwamuri ngaave somuduku, nomutungamiri soanoshandira.
Ruka 22:26 keşfedin
7
Ruka 22:34
Akati, “Petirosi, ndinoti kwauri, nhasi, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu uchiti haundizivi.”
Ruka 22:34 keşfedin
Ana Sayfa
Kutsal Kitap
Okuma Planları
Videolar