1
Mabasa 3:19
Shona Bible 1949, revised 2002
Naizvozvo tendeukai, mudzoke, kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokusimbiswa dzinobva kuna Ishe, dzisvike
對照
探尋 Mabasa 3:19
2
Mabasa 3:6
Asi Petirosi akati, “Sirivha nendarama handina; asi chandinacho ndinokupai. Nezita raJesu weNazareta, chifamba.”
探尋 Mabasa 3:6
3
Mabasa 3:7-8
Akamubata ruoko rworudyi, akamusimudza; pakarepo tsoka dzake nezviziso zvetsoka dzake zvakasimba. Akakwakuka, akamira, ndokufamba; ndokupinda navo mutemberi, akafamba achipembera, achirumbidza Mwari.
探尋 Mabasa 3:7-8
4
Mabasa 3:16
Nokutenda kuzita rake, zita rake rakasimbisa munhu uyu wamunoona, nowamunoziva; uye, kutenda kunobva kwaari, ndiko kwakamuporesa zvakanaka kudai pamberi penyu mose.
探尋 Mabasa 3:16
首頁
聖經
計畫
視訊