Genesi 24:3-4
Genesi 24:3-4 SUB1949
ndikupikise naJehova, Mŋari wokuɗeŋga, naMŋari wenyika, kuti hauŋgatoreri mŋanakomana waŋgu mukadzi kuʋanasikana ʋeKanani, ʋandinogara pakati paʋo; asi uende kunyika yaŋgu, nokuhama dzaŋgu, undotorera ikoko mŋanakomana waŋgu Isaka mukadzi.