1
Johani 4:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Mwari mweya; saizvozvo, vanomunamata vanofanira kumunamata muMweya nomuchokwadi.”
താരതമ്യം
Johani 4:24 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
2
Johani 4:23
Asi nguva iri kuuya uye yatosvika ichanamatwa Baba navanamati vechokwadi vanomunamata muMweya nomuchokwadi nokuti Baba vanotsvaka vakadai kuti vavanamate.
Johani 4:23 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
3
Johani 4:14
Asi munhu wose anonwa mvura yandinomupa, haambofa akaita nyotazve, mvura yandichamupa ichava chisipiti chemvura maari inoramba ichibvinina kusvikira kuupenyu husingaperi.”
Johani 4:14 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
4
Johani 4:10
Jesu akamupindura achiti: “Dai wanga uchiziva kuti Mwari ari kuda kukupei uye kuti ndiani ari kukuti ndipewo mvura yokunwa, ungatodai uriwe wamukumbira iye achikupa mvura mhenyu.”
Johani 4:10 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
5
Johani 4:34
Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake.
Johani 4:34 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
6
Johani 4:11
Mukadzi uya akati kwaari, “Changamire inga hamuna chokuchera nacho wani uye tsime rakadzika iyo mvura mhenyu yacho munoiwanepi?
Johani 4:11 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
7
Johani 4:25-26
Mukadzi uya akati kwaari, “Ndinoziva kuti Mesia ari kuuya iye anonzi Kristu. Kana auya achatiratidza zvinhu zvose.” Jesu akati kwaari, “Iyeni ndiri kutaura kwauri ndini iye.”
Johani 4:25-26 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
8
Johani 4:29
“Uyai muone munhu anditaurira zvose zvandakaita. Angave iye Kristu here?”
Johani 4:29 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
ഭവനം
വേദപുസ്തകം
പദ്ധതികൾ
വീഡിയോകൾ