1
Mavambo 16:13
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Hagari akapa zita kuna Tenzi nyakutaura naye rokuti “Muri Mwari anoona,” nokuti akazviti, “Ndatarisana here chokwadi naMwari wandaona, ndikaramba ndiri mupenyu?”
Харьцуулах
Mavambo 16:13 г судлах
2
Mavambo 16:11
Iwe zvawava napamuviri, uchabereka mwana mukomana uzomutumidza zita rokuti Ishimaeri, nokuti Tenzi anzwa kuchema kwako.
Mavambo 16:11 г судлах
3
Mavambo 16:12
Mwana wako achange aine mwoyo wougandanga chaihwo. Achagara akabatira vamwe matemo, ivowo vachigara vakamubatira matemo. Achagara akazvitsaura kuhama dzake dzose akadzitsvukisira maziso.”
Mavambo 16:12 г судлах
Нүүр хуудас
Библи
Тѳлѳвлѳгѳѳ
Видео