1
Johani 20:21-22
Shona Bible 1949, revised 2002
Jesu akatizve kwavari, “Rugare kwamuri! Baba sezvavakandituma, neni ndinokutumaiwo.” Zvino akati areva izvozvo, akafemera kwavari, akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene.
तुलना करा
एक्सप्लोर करा Johani 20:21-22
2
Johani 20:29
Jesu akati kwaari, “Watenda, nokuti wandiona? Vacharopafadzwa vanotenda, kunyange vasina kuona.”
एक्सप्लोर करा Johani 20:29
3
Johani 20:27-28
Ipapo akati kuna Tomasi, “Uya pano nomunwe wako, uone zvanza zvangu; uya noruoko rwako, uruise murutivi rwangu; usava usingatendi, asi unotenda.” Tomasi akapindura, akati kwaari, “Ishe wangu, naMwari wangu!”
एक्सप्लोर करा Johani 20:27-28
मुख्य
बायबल
योजना
व्हिडिओ