← Zvirongwa
Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMateo 15:5
Kuisa Chiedza Kunyia
3 Mazuva
Ruzhinji rwevanhu rwakagara mukusaziva nemuuipi, izvo zvinoratidza kuti pave nekuora kweraramo. Kunyange zvakadaro, nenyasha dzaMwari, Kristu vakatuma vadzidzi wake, kubudikidza neupenyu hwawo pamwechete nedzidziso kuti vagogadzirisa nyika, kuipa ruzivo pamwe nenyasha. Zvichakaaro, kana munhu atakura kutenda muna Kristo, achiramba achirarama upenyu usingaratidzi nyasha idzodzo, hakunazve imwe nzira ingaratidza kubatsira kwake. Tinofanira kuva nechinangwa chekusvika pakubwinya kunodiwa naMwari.