1
Maɓasa Aʋaapostora 20:35
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paɀinhu ɀose ndakakuratidzai, kuti muciɓata muciɗai, munofanira kuɓatsira ʋasinesimba, nokuraŋgarira mashoko aShe Jesu, seɀaakataura amene aciti: Kupa kunomufaro caiwo kupfuʋura kugamucira.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Maɓasa Aʋaapostora 20:24
Asi handinehanya noʋupenyu bgaŋgu, handibguɗi, kuti ndipedze rwendo rwaŋgu neɓasa randakapiwa naShe Jesu, rokupupura kwaɀo Evaŋgeri yenyasha dzaMŋari.
3
Maɓasa Aʋaapostora 20:28
Ɀicenjerei imi, neɓoka rose ramakaitirwa ʋatariri ʋaro noMŋeya Mutȿene, kuti mufudze kereke yaMŋari, yaakateŋga neropa rake.
4
Maɓasa Aʋaapostora 20:32
Ɀino ndinokuisai kunaShe, neshoko renyasha dzake, iye unesimba rokukuʋakisai, nokukupai nhaka pakati paʋakaitwa ʋatȿene ʋose.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo