Ipapo Amosi akapindura, akati kunaAmazia: Ini ndakaŋga ndisi muprofita, ndakaŋga ndisi mŋanakomana womuprofita; asi ndakaŋga ndiri mufudzi nomurimi wemiʋonde, Jehova akanditora ndiciteʋera makwai, Jehova akati kwandiri: Enda, undoprofita kuʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri.