Amosi 7:8
Amosi 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Jehovha akandibvunza akati, “Unooneiko, Amosi?” Ndakapindura ndikati, “Rwodzi rwokuyeresa.” Ipapo Jehovha akati, “Tarira, ndichaisa rwodzi rwokuyeresa pakati pavanhu vangu vaIsraeri, handichavaponesazve.
Amosi 7:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kwandiri, “Amosi unooneiko?” Ini ndikati, “Rwonzi rwokuyera narwo.” Zvino Ishe akati, “Tarirai, ndichaisa rwonzi rwokuyera pakati pavanhu vangu vaIsiraeri, handichatongovadarikizve
Amosi 7:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI akanditi, “Nhai Amosi, chii chauri kuona?” Ini ndakati, “Tambo yokuera nayo kutwasuka.” TENZI ndokubva ati, “Chinzwa, ndava kuisa tambo yokueresa nayo kutwasuka pakati pavanhu vangu vaIsiraeri Handichazombofazve ndakapfuura napavari.
Amosi 7:8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Jehova akati kwandiri: Amosi, unoʋoneiko? Ini ndikati: Rwonzi rwokuyera narwo. Ɀino Ishe akati: Tarirai, ndicaisa rwonzi rwokuyera pakati paʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri, handicatoŋgoʋaɗariki ɀe
Amosi 7:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)