1
Isaya 2:22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai munhu, unokufema mumhino dzake; nokuti unoɓatsireiko?
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 2:3
Ʋanhu ʋazhinji ʋacaenda’ko ʋaciti: Ʋuyai, ŋgatikwire kugomo raJehova, kuimba yaMŋari waJakobo; iye ucatidzidzisa nzira dzake, ticafamba mumakwara ake; nokuti murairo ucabva paZioni, shoko raJehova ricabva Jerusarema.
3
Isaya 2:2
Pamazuʋa okupedzisira ɀicaitika kuti gomo reimba yaJehova ricasimbiswa pamsoro pamakomo, ricakwiridzwa kupfuʋura ɀikomo; marudzi ose acamhanyira kwariri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo