1
Isaya 1:18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ciʋuyai ɀino, titaurirane, ndiɀo ɀinotaura Jehova; kunyaŋge ɀiʋi ɀenyu ɀikaita somuceka mutȿuku, ɀicacena secando; kunyaŋge ɀiri ɀishaʋa somuti mushaʋa, ɀicaita samakushe amakwai.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 1:19
Kana muciɗa, muciterera, mucadya ɀakanaka ɀenyika
3
Isaya 1:17
dzidzai kuita ɀakanaka; tȿakai kururamisira, ɓatsirai ʋanomanikidzwa, ruramisirai nherera, mureʋerere cirikadzi.
4
Isaya 1:20
asi kana muciramba, mucindimukira, mucaparadzwa nomunondo; nokuti muromo waJehova wakataura iɀoɀo.
5
Isaya 1:16
Shambai, muɀinatse; bvisai ɀakaipa ɀamaɓasa enyu pamberi paŋgu; regai kuramba muciita ɀakaipa
6
Isaya 1:15
Kana mucitambanudza maʋoko enyu, ndicakuʋanzirai ciso caŋgu; ɀirokwaɀo, kana muciwanza minyeŋgetero, handiŋganzwi; maʋoko enyu azere neropa.
7
Isaya 1:13
Musazoʋuya ɀe neɀipo ɀisinamaturo; ɀinonhuwira ɀinondinyaŋgadza; ŋguʋa dzokugara kwomŋedzi nedzamasaɓata, nedzokukokera ʋuŋgano, handiɀiɗi; ɀakaipa, kunyaŋge neʋuŋgano tȿene.
8
Isaya 1:3
Nzombe inoziʋa mŋene wayo, nemboŋgoro inoziʋa cidyiro caʋatenzi ʋayo; asi Israeri haʋaziʋi, ʋanhu ʋaŋgu haʋaraŋgariri.
9
Isaya 1:14
Ŋguʋa dzenyu dzokugara kwomŋedzi nemitambo yenyu ɀinoʋeŋgwa nomŋeya waŋgu; ɀinondinetsa; ndaneta nokutambudzika naɀo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo