Isaya 1:16
Isaya 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
shambai muzvinatse. Bvisai mabasa enyu akaipa pamberi pangu! Regai kuita zvakaipa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1Isaya 1:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Shambai; muzvinatse; bvisai zvakaipa zvamabasa enyu pamberi pangu; regai kuramba muchiita zvakaipa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1Isaya 1:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Shambai muzvichenese, bvisai zviito zvenyu zvakaipa mumaziso mangu. Kandai pasi uipi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Isaya 1